VaHebheru 10:7
VaHebheru 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ini ndakati, ‘Ndiri pano, mubhuku rakapetwa makanyorwa nezvangu, ndauya kuti ndiite kuda kwenyu, imi Mwari.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10VaHebheru 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ini ndakati, ‘Ndiri pano, mubhuku rakapetwa makanyorwa nezvangu, ndauya kuti ndiite kuda kwenyu, imi Mwari.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10VaHebheru 10:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndikati, ‘Tarirai, ndauya, (Mubhuku yakapetwa makanyorwa nezvangu) Kuti ndiite kuda kwenyu, imi Mwari.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10VaHebheru 10:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndipo pandakati, ‘Mwari, tarisai muone ndauya kuzoita kuda kwenyu, sokunyorwa kwazvakaitwa nezvangu mubhuku rokumononora.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10