VaHebheru 10:39
VaHebheru 10:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi isu hatisi ivo vokudzokera shure, vanoparadzwa, asi tiri vokutenda vanoponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10VaHebheru 10:39 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino isu hatizi ivo vokudzokera shure, kuti tiparadzwe; asi tiri vokutenda kuti tiponeswe mweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10VaHebheru 10:39 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi isu hatisi vaya vokudzokera shure vanoparadzwa asi isu tiri vanhu vane chitendero vanoponesa mweya yavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10