Genesisi 30:23
Genesisi 30:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akava nemimba akabereka mwanakomana uye akati, “Mwari abvisa kunyadziswa kwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 30Genesisi 30:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akava nemimba, akabereka mwanakomana; akati, “Mwari akabvisa kuzvidzwa kwangu;”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 30Genesisi 30:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rakeri akava napamuviri akabereka mwana mukomana akati, “Mwari abvisa kuzvidzwa kwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 30