Genesisi 30:1
Genesisi 30:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rakeri akati aona kuti akanga asingaberekeri Jakobho vana, akaitira mukoma wake godo. Saka akati kuna Jakobho, “Ndipe vana, kana zvikasadaro ndichafa!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 30Genesisi 30:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Rakeri akati achiona kuti haaberekeri Jakobho vana, Rakeri akagodora mukoma wake, akati kuna Jakobho, “Ndipe vana; kana usingandipi, ndichafa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 30Genesisi 30:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rakeri paakaona kuti haasi kuberekera Jakobho vana, akaitira mukoma wake shanje. Akanyunyutira Jakobho achiti, “Ndipeiwo mwana. Kana ukasandipa zviri nani kuti ndife zvangu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 30