Genesisi 3:10
Genesisi 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati, “Ndakanzwa izwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakanga ndisina kusimira, ndikahwanda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akapindura akati, “Ndanzwa inzwi renyu mubindu, uye ndatya nokuti ndanga ndisina kusimira; saka ndavanda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati, “Ndakanzwa izwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakanga ndisina kusimira, ndikahwanda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3