Genesisi 29:3
Genesisi 29:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mapoka ose aiti aungana ipapo, vafudzi vaikungurutsa ibwe kubva pamuromo wetsime vachinwisa makwai avo. Ipapo vaizodzorera ibwe panzvimbo yaro, ipo pamuromo wetsime.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 29Genesisi 29:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndipapo paiungana mapoka ose; zvino vaikungurutsa ibwe pamuromo wetsime, vakanwisa makwai avo, vachidzoserazve ibwe pamuromo wetsime paugaro hwaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 29Genesisi 29:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vafudzi vaiti kana zvipfuwo zvavapo zvose, vaikungurutsa ibwe riya pamuromo wetsime, vopa hwai dzavo mvura yokunwa, vozodzosera ibwe riya pakare pamuromo wetsime.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 29