Genesisi 27:40
Genesisi 27:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iwe uchararama nomunondo uye uchashumira mununʼuna wako. Asi paunenge woshaya zororo uchabvisa joko rake kubva pamutsipa wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 27Genesisi 27:40 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uchararama nomunondo wako, uchashumira mun'una wako; uchati kana wozvimutsa iwe, uchavhuna joko rake ribve pamutsipa wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 27Genesisi 27:40 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvokubatirana mapfumo navamwe vako, ndohuchagara huri upenyu hwako. Uchava muranda womunun'una wako. Asi paanongokuti tupfunu chete uchatyora joko rake pamutsipa wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 27