Genesisi 27:34
Genesisi 27:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Esau akati anzwa mashoko ababa vake akaridza mhere nokuchema kukuru neshungu uye akati kuna baba vake, “Ndiropafadzei neniwo, baba vangu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 27Genesisi 27:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Esau akati achinzwa mashoko ababa vake, akachema nokuchema kukuru kunorwadza mwoyo, akati kuna baba vake, “Ndiropafadzei neniwo, baba vangu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 27Genesisi 27:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Esau akati achinzwa zvaitaurwa nababa vake, akazhamba kuchema achishungurudzika achiti, “Baba neniwo ndikomborereiwo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 27