Genesisi 24:3-4
Genesisi 24:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoda kuti upike naJehovha, Mwari wokudenga uye Mwari wenyika, kuti haungatoreri mwanakomana wangu mukadzi kubva kuvanasikana vavaKenani, avo vandigere pakati pavo, asi uchaenda kunyika yangu nokuhama dzangu ugondotorera mwanakomana wangu Isaka mukadzi.”
Genesisi 24:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndikupikise naJehovha, Mwari wokudenga, naMwari wenyika, kuti haungatoreri mwanakomana wangu mukadzi kuvanasikana veKenani, vandinogara pakati pavo; asi uende kunyika yangu, nokuhama dzangu, undotorera ikoko mwanakomana wangu Isaka mukadzi.”
Genesisi 24:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ugopika naTenzi, Mwari wedenga napasi, kuti hauzotorera mwanakomana wangu mukadzi pavasikana veKanani vandigere navo asi kuti uchazoenda kunyika kwangu, kune hama dzangu, kundotsvakira mwana wangu, Isaki, mukadzi ikoko.”
Genesisi 24:3-4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ndikupikise naJehova, Mŋari wokuɗeŋga, naMŋari wenyika, kuti hauŋgatoreri mŋanakomana waŋgu mukadzi kuʋanasikana ʋeKanani, ʋandinogara pakati paʋo; asi uende kunyika yaŋgu, nokuhama dzaŋgu, undotorera ikoko mŋanakomana waŋgu Isaka mukadzi.
Genesisi 24:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
ugopika naTenzi, Mwari wedenga napasi, kuti hauzotorera mwanakomana wangu mukadzi pavasikana veKanani vandigere navo asi kuti uchazoenda kunyika kwangu, kune hama dzangu, kundotsvakira mwana wangu, Isaki, mukadzi ikoko.”