Genesisi 2:8
Genesisi 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Jehovha Mwari akanga adyara bindu kumabvazuva, muEdheni; uye akaisa munhu waakanga aumba imomo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu aakanga aumba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2