Genesisi 2:6-7
Genesisi 2:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi hova dzaibuda dzichibva pasi uye dzichinyorovesa pasi pose, Jehovha Mwari akaumba munhu kubva paguruva revhu uye akafemera mweya woupenyu mumhino dzake, uye munhu akava mupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi mhute yaisikwira ichibva panyika ichinyorevesa nyika yose. Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu, akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake; munhu akava mweya mupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi mhute yaisimuka panyika ichinyorovesa pasi pose. Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2