Genesisi 2:23
Genesisi 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Murume akati, “Zvino uyu ibvupa ramapfupa angu nenyama yenyama yangu; achanzi ‘mukadzi’, nokuti akatorwa kubva pamurume.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu akati, “Zvino uyu ipfupa ramapfupa angu, nenyama yenyama yangu, uchatumidzwa Mukadzi, nokuti wakabviswa paMurume.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Adhamu akati, “Hounoka zvino bvupa ramapfupa angu, nyama yomuviri wangu chaiyo. Achanzi munhukadzi, nokuti akatorwa pamunhurume.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2