Genesisi 18:25
Genesisi 18:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvakadaro ngazvive kure nemi kuti muite chinhu chakadai, kuti muuraye vakarurama pamwe chete navatadzi, muchiitira vakarurama zvakafanana navatadzi. Zvakadaro ngazvive kure nemi! Ko, mutongi wenyika yose haangaiti zvakarurama here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 18Genesisi 18:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ngazvive kure nemi kuita kudaro kuuraya vakarurama pamwechete navakaipa, kuti vakarurama vave savakaipa, ngazvive kure nemi. Mutongi wenyika yose haangaiti zvakarurama here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 18Genesisi 18:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Regai zvenyu kuita zvakadaro kuuraya vakarurama pamwechete navakaipa muchienzanisa vakarurama navakaipa. Regai zvenyu kumbodaro ko iye mutongi wepasi pose angatadze here kuita zvakarurama?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 18