Genesisi 16:7-8
Genesisi 16:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa waJehovha akawana Hagari ari pedyo netsime raiva murenje; rakanga riri tsime rakanga riri parutivi pomugwagwa unoenda kuShuri. Uye akati, “Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko, uye uri kuendepiko?” Iye akati, “Ndiri kutiza kubva kuna tenzikadzi wangu Sarai.”
Genesisi 16:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mutumwa waJehovha akamuwana patsime remvura musango, patsime riri panzira inoenda Shuri. Akati, “Nhai Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko? Unoendepiko?” Iye akati, “Ndinotiza vatenzi vangu Sarai.”

Genesisi 16:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutumwa waTenzi akawana Hagari ari pachisipiti chemvura chaiva murenje chokunzira inoenda Shuru. Mutumwa akati, “Nhai Hagari, muranda waSarai, uri kubva kupiko? Ko uri kuenda kupi?” Hagari akati, “Ndiri kutiza tenzikadzi wangu, Sarai.”
Genesisi 16:7-8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mutumŋa waJehova akamuwana patsime remvura musaŋgo, patsime riri panzira inoenda Shuri. Akati: Nhandi Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko? Unoendepiko — Iye akati: Ndinotiza ʋatenzi ʋaŋgu Sarai.
Genesisi 16:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)