Genesisi 15:18
Genesisi 15:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pazuva iro, Jehovha akaita sungano naAbhurama akati, “Nyika iyi ndinoipa kuzvizvarwa zvako, kubva kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, Yufuratesi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nomusi iwoyo Jehovha akaita sungano naAbhuramu, akati, “Vana vako ndavapa nyika iyi, kubva parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, runonzi Yufuratesi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pazuva iroro Tenzi akaita chitenderano naAbhuramu achiti, “Ndapa kuvana vako nyika ino inobvira mukakova keIjipiti kundosvika kurwizi rukuru, muna Yufuratesi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15