Genesisi 1:3-4
Genesisi 1:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Mwari akati, “Chiedza ngachivepo,” chiedza chikavapo. Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye akaparadzanisa chiedza nerima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akati: Chiedza ngachivepo, chiedza chikavapo. Mwari akaona chiedza, kuti chakanaka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akati, Mwari akati, “Chiedza ngachivepo,” chiedza chikavapo. Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1