VaGaratia 5:6
VaGaratia 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti muna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvina maturo. Chinhu chinokosha chete ndiko kutenda kunozviratidza kubudikidza norudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti muna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvibatsiri chinhu; asi kutenda kunobata norudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti muna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hakuna basa asi chitendero chine rudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5