VaGaratia 5:24-25
VaGaratia 5:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Avo vari vaKristu Jesu vakaroverera pamuchinjikwa nyama nokuchiva kwayo uye nezvainoshuva. Sezvo tichirarama noMweya, ngatifambei noMweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:24-25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi avo vari vaKristu Jesu vakarovera pamuchinjikwa nyama yavo, pamwechete nokuda kwayo, nokuchiva kwayo. Kana tichirarama noMweya, ngatifambewo noMweya
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:24-25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Avo vanenge vari vanhu vaKristu Jesu vakaroverera pamuchinjikwa humunhu hwavo nehavi dzahwo nezvido zvahwo. Kana Mweya ari iye anoita kuti tirarame; saizvozvo ngatichitungamirirwawo naMweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5