VaGaratia 5:11-12
VaGaratia 5:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hama dzangu, kana ndichiri kuparidza nezvokudzingiswa, ko, ndichiri kutambudzirwei hangu? Naizvozvo kugumbusa kwomuchinjikwa kwabviswa. Kana vari vaya vanokukuchidzirai, ndaida hangu kuti vazvigure zvinhu zvavo.
VaGaratia 5:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi ini, hama dzangu, kana ndichiparidza kuti vanhu vadzingiswe, ndinoramba ndichitambudzwa neiko? Naizvozvo kugumbusa kwomuchinjikwa kwabviswa. Dai avo vanokupesanisai vachizvigadzirawo pachavo.
VaGaratia 5:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hama, kana ndichiri kuparidza zvedzingiso, chandiri kushushirwa chitendero chii? Kana zvakadaro kugumbura kunoita muchinjikwa kunobva kwabviswa. Ndingatoda kuti dai vari kukutambudzai ivavo vatozvigadzira ivo pachavo.
VaGaratia 5:11-12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi ini, hama dzaŋgu, kana ndiciparidza kuti ʋanhu ʋadziŋgiswe, ndinoramba ndicitambudzwa neiko? Naiɀoɀo kugumbusa kwomucinjikwa kwabviswa. Ƌai aʋo ʋanokupesanisai ʋaciɀigura ʋo.
VaGaratia 5:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)