Ezira 6:22
Ezira 6:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kwamazuva manomwe vakapemberera nomufaro Mutambo weZvingwa Zvisina Mbiriso, nokuti Jehovha akanga avapa mufaro nokushandura mwoyo wamambo weAsiria, kuti avabatsire pakuitwa kwebasa reimba yaMwari, iye Mwari weIsraeri.
Ezira 6:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vakaita mutambo wezvingwa zvisina kuviriswa mazuva manomwe; nokuti Jehovha akanga avafadza, akarereudzira mwoyo wamambo weAsiria kwavari, kuti asimbise maoko avo pabasa reimba yaMwari waIsiraeri.
Ezira 6:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakachengeta mazuva makuru echingwa chisina mbiriso kwemazuva manomwe vachifara nokuti Tenzi akanga avafadza kwazvo aitawo kuti mambo weAsiria apinduke mwoyo, uve kwavari avabatsire basa remba yaMwari, Mwari weIsiraeri.
Ezira 6:22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ʋakaita mutambo weɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa mazuʋa manomŋe; nokuti Jehova wakaŋga aʋafadza, akarereʋudzira mŋoyo wamambo weAsiria kwaʋari, kuti asimbise maʋoko aʋo paɓasa reimba yaMŋari waIsraeri.
Ezira 6:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)