Ezekieri 48:35
Ezekieri 48:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kutenderera nzvimbo yacho kuchaita nhambwe zviuru gumi nezvisere. “Uye zita reguta kubvira panguva iyoyo zvichienda mberi richanzi: Jehovha aripo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 48Ezekieri 48:35 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvose zvinofanira kuita tsanga dzine zviuru zvine gumi nezvisere pamativi ose mana; zita reguta kubva pazuva iro rinofanira kunzi, “Jehovha aripano.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 48Ezekieri 48:35 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kureba kweguta iroro rose kuritenderera, kuchange kuchiita makiromita mapfumbamwe. Izvozvo zita reguta rinenge rava kuzonzi, “Tenziaripo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 48