Ezekieri 34:2
Ezekieri 34:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mwanakomana womunhu, profita pamusoro pavafudzi vaIsraeri; profita uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Vane nhamo vafudzi vaIsraeri vanongova nehanya yokuzvifudza pachavo! Ko, vafudzi havafaniri kufudza makwai here?
Ezekieri 34:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Mwanakomana womunhu, porofita pamusoro pavafudzi vaIsiraeri, porofita, uti kwavari, kuna ivo vafudzi, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Vane nhamo ivo vafudzi vaIsiraeri vanozvifudza! Ko vafudzi havafaniri kufudza makwai here?’
Ezekieri 34:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Iwe mwanakomana womunhu porofita wakanangana navafudzi veIsiraeri, porofita uti kwavari, kuvafudzi ivava uti, zvanzi naTenzi Mwari, ‘Nhaimi vafudzi veIsiraeri, imi munozvifudza zvenyu. Vafudzi havafaniri kufudza hwai here?’
Ezekieri 34:2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋanakomana womunhu, profita pamsoro paʋafudzi ʋaIsraeri, profita, uti kwaʋari, kunaiʋo ʋafudzi: Ɀanzi naShe Jehova: ʋanenhamo iʋo ʋafudzi ʋaIsraeri ʋanoɀifudza! Ko ʋafudzi haʋafaniri kufudza makwai here?
Ezekieri 34:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)