Ezekieri 3:3
Ezekieri 3:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, idya zviri pamberi pako, idya rugwaro urwu rwandinokupa uzadze dumbu rako narwo.” Saka ndakarudya, uye rwaitapira souchi mumukanwa mangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 3Ezekieri 3:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, dyisa dumbu rako, ugutise hura hwako norugwaro rwakapetwa urwu rwandinokupa.” Ipapo ndikarudya, rukava mumukanwa wangu sohuchi nokuzipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 3Ezekieri 3:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akatizve kwandiri, “Iwe munhu idya bhuku iri rokumononora randiri kukupa uzadze dumbu rako naro.” Ipapo ndakaridya, mukanwa mangu umu raitapira souchi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 3