Ekisodho 35:5
Ekisodho 35:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubva pane zvamunazvo, mutore chipiriso chaJehovha. Ani naani anoda ngaauyise kuna Jehovha chipiriso: “chegoridhe, sirivha uye nendarira
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 35Ekisodho 35:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
‘Ripirai Jehovha chipo pazvinhu zvenyu; ani naani ane mwoyo unoda, ngaauye nacho, chive chipo chaJehovha, zvinoti: Ndarama, nesirivha, nendarira
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 35Ekisodho 35:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipai kuna Tenzi mipiro yezvinhu zvinobva kwamuri. Ani naani ane mwoyochena wokupa ngaauye zvake nechipo kuna Tenzi. Zvinhu zvaanogona kupa ndezvizvi; ndarama nesirivha nendarira
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 35