Ekisodho 34:27
Ekisodho 34:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Nyora mashoko aya, nokuti maererano namashoko aya ndaita sungano newe uye neIsraeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 34Ekisodho 34:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita sungano newe navaIsiraeri sezvinoreva mashoko iwaya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 34Ekisodho 34:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 34