Ekisodho 23:9
Ekisodho 23:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Musadzvinyirira mutorwa; imi pachenyu munoziva kuti zvakaita sei kuva mutorwa, nokuti makanga muri vatorwa muIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 23Ekisodho 23:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usatambudza mutorwa, nokuti munoziva mwoyo womutorwa, zvamakanga muri vatorwa munyika yeIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 23Ekisodho 23:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Usabate mutorwa zvakaipa. Imi munoziva wani upenyu hwomutorwa nokuti imi maivawo vatorwa kunyika yeIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 23