Ekisodho 2:12
Ekisodho 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaringa-ringa ndokuona kusina munhu achibva auraya muIjipita, ndokumuviga mujecha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaringa-ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2Ekisodho 2:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 2