Ekisodho 16:19-20
Ekisodho 16:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mosesi akati kwavari, “Kurege kuva nomunhu anosiya zvimwe kusvikira mangwana.” Asi havana kuteerera Mosesi, asi vamwe vakasiya zvimwe kusvikira mangwana; zvikazara honye, zvikanhuwa; Mosesi akavatsamwira.
Ekisodho 16:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Mozisi akati kwavari, “Hakuna munhu anofanira kusara nezvimwe kusvikira mangwanani.” Kunyange zvakadaro, vamwe vavo havana kuteerera kuna Mozisi, vakachengeta zvimwe zvacho kusvikira mangwanani, asi zvakanga zvazara nehonye uye zvatanga kunhuhwa. Saka Mozisi akavatsamwira.
Ekisodho 16:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.” Asi vanhu havana kuteerera Mosesi. Vamwe vakasiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani, asi chakaora chikaita honye. Mosesi akavashatirirwa.
Ekisodho 16:19-20 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mosesi akati kwaʋari: Kurege kuʋa nomunhu unosiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana. Asi haʋana‐kuterera Mosesi, asi ʋamŋe ʋakasiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana; ɀikazara nehonye, ɀikanhuwa; Mosesi akaʋatsamŋira.
Ekisodho 16:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)