Ekisodho 1:22
Ekisodho 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Faro akarayira vanhu vose kuti, “Vanakomana vose vanoberekwa munofanira kuvakanda murwizi Nairi, asi murege vanasikana vose vari vapenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Farao akaraira vanhu vake vose, akati, “Vanakomana vose vanozoberekwa, muvakandire murwizi, asi vasikana vose muvarege vari vapenyu havo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1Ekisodho 1:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Farao akabva audza vanhu vake vose achiti, “Mwana mukomana upi noupi anenge aberekwa mukati mavaHebheru, mukandei murwizi, muna Nairi, asi vana vasikana vose, varegei vari vapenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 1