VaEfeso 5:8-10
VaEfeso 5:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kare maiva rima, asi zvino mava chiedza muna She. Garai savana vechiedza (nokuti chibereko chechiedza chino kunaka kwose, kururama nechokwadi) uye muzive zvinofadza Ishe.
VaEfeso 5:8-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti kare maiva rima, asi zvino muri chiedza muna Ishe; fambai savana vechiedza. Nokuti chibereko chechiedza chiri mukunaka kwose, nokururama, nechokwadi, muchiedza muzive zvinofadza Ishe.
VaEfeso 5:8-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti maimbova verima asi muna Tenzi mava vechiedza. Naizvozvo fambai savana vechiedza. ( Muchero wechiedza unowanikwa mune zvakanaka zvose nomune zvakarurama nezviri pachokwadi.) Edzai kudzidza zvinofadza Tenzi.
VaEfeso 5:8-10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
nokuti kare maiʋa rima, asi ɀino muri ciedza munaShe; fambai saʋana ʋeciedza. (Nokuti ciɓereko ceciedza ciri mukunaka kwose, nokururama, neɀokwaɗi), muciidza muziʋe ɀinofadza Ishe.
VaEfeso 5:8-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)