VaEfeso 5:6
VaEfeso 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ngakurege kuva nomunhu anokunyengerai namashoko asina maturo, nokuti nokuda kwezvinhu zvakadaro, kutsamwa kwaMwari kunouya pamusoro peavo vasingateereri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ngakurege kuva nomunhu anokunyengerai namashoko asina maturo; nokuti nemhaka yezvinhu izvi kutsamwa kwaMwari kunouya pamusoro pavanakomana vokusateerera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musanyengedzwe nomunhu ana mazwi asina maturo nokuti pamusana paizvozvi Mwari anoitira hasha vanhu vasingateereri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5