VaEfeso 5:3
VaEfeso 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pakati penyu hapafaniri kutaurwa kunyange zvoupombwe, kana tsvina yemhando ipi zvayo, kana kukara, nokuti izvi hazvina kunaka kuvanhu vatsvene vaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi upombwe, netsvina yose, kana kuchiva, ngazvirege kurehwa pakati penyu, sezvinofanira vatsvene
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sechinhu chinokodzerana navatsvene, pakati penyu hapafaniri kana kudomwa zvako upombwe nezvinhu zvose zvakaora kana makaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5