VaEfeso 5:15
VaEfeso 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino, muchenjere kuti munorarama sei, kwete savasina kuchenjera asi savakachenjera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo chenjerai kwazvo pakufamba kwenyu, kuti murege kufamba savasina kuchenjera asi savakachenjera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5VaEfeso 5:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Naizvozvo fambai makachenjera kwete savanhu vasina kungwara asi savanhu vakangwara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 5