VaEfeso 3:18
VaEfeso 3:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
kuti muwane simba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose upamhi nourefu nokukwira kumusoro mudenga noudzamu uye kuti muzive
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 3VaEfeso 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
muve nesimba, pamwe chete navatsvene vose, kuti mubate kuti kupamhamha, nokureba uye kukwirira, nokudzika kworudo rwaKristu kwakadii
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 3VaEfeso 3:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
muve nesimba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose, kuti kufara, nokureba, nokukwirira, nokudzika kwakadiniko
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 3