VaEfeso 3:17-18
VaEfeso 3:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kuti Kristu agare mumwoyo yenyu nokutenda. Uye ndinonyengetera kuti imi, muve nemidzi uye musimbiswe murudo, muve nesimba, pamwe chete navatsvene vose, kuti mubate kuti kupamhamha, nokureba uye kukwirira, nokudzika kworudo rwaKristu kwakadii
VaEfeso 3:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti Kristu agare mumwoyo yenyu nokutenda; kuti imi, mune midzi yenyu nenheyo dzenyu murudo; muve nesimba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose, kuti kufara, nokureba, nokukwirira, nokudzika kwakadiniko
VaEfeso 3:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
uye kuti nechitendero chenyu Kristu aite musha wake mumwoyo yenyu kuti imi mudzike midzi yenyu uye kucherera hwaro hwenyu murudo, kuti muwane simba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose upamhi nourefu nokukwira kumusoro mudenga noudzamu uye kuti muzive
VaEfeso 3:17-18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
kuti Kristu agare pamŋoyo yenyu nokutenda; kuti imi, munemidzi yenyu nenheyo dzenyu muruɗo; muʋe nesimba rokunzwisisa pamŋe cete naʋatȿene ʋose, kuti kufara, nokureɓa, nokukwirira, nokudzika kwakaɗiniko
VaEfeso 3:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)