Muparidzi 7:21-22
Muparidzi 7:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usava nehanya namashoko ose anotaurwa navanhu, zvichida ungangonzwa muranda wako achikutuka, nokuti unoziva mumwoyo mako kuti nguva zhinji iwe pachako wakambotuka vamwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:21-22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uyezve, usava nehanya namashoko ose anotaurwa, kuti urege kunzwa muranda wako achikutuka. Nokuti kazhinji mwoyo wako unoziva kuti newewo wakatuka vamwe saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:21-22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usangoteerera zvose zvose zvinotaurwa navanhu ungadaro ukatonzwa musevenzi wako achikureva. Iwe unoziva mumwoyo mako kuti wakamboreva vamwe kazhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7