Muparidzi 3:11
Muparidzi 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaita chinhu chimwe nechimwe chakanaka nenguva yacho. Akaisawo zvisingaperi mumwoyo yavanhu; kunyange zvakadaro havangagoni kunzwisisa zvakaitwa naMwari kubva pakutanga kusvika pakupedzisira.
Muparidzi 3:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Chinhu chimwe nechimwe akachiita chakanaka panguva yacho; akaisawo zvisingaperi mumwoyo mavo, kunyange zvakadaro munhu haangagoni kunzwisisa zvakabatwa naMwari kubva pakutanga kusvikira pakupedzisira.
Muparidzi 3:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akaita kuti zvinhu zvose zvive nenguva yazvo yakafanirana nazvo, uye akaisa muvanhu pfungwa yenguva isina mugumo. Asi munhu asingakwanise kunzwisisa zvakaitwa naMwari kubvira pakutanga kusvika pamugumo.
Muparidzi 3:11 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Cinhu cimŋe necimŋe wakaciita cakanaka paŋguʋa yaco; wakaisa ʋo ɀisiŋgaperi mumŋoyo maʋo, kunyaŋge ɀakaɗaro munhu haaŋgagoni kunzwisisa ɀakaɓatwa naMŋari kubva pakutaŋga kuȿikira pakupedzisira.