Dhuteronomi 32:46
Dhuteronomi 32:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
akati kwavari, “Isai mumwoyo menyu mashoko ose andakupupurirai nhasi, kuitira kuti mugozorayira vana venyu kuti vachenjerere kuita mashoko ose omurayiro uyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 32Dhuteronomi 32:46 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akati kwavari, “Tererai nemwoyo yenyu mashoko ose andinokupupurirai nhasi, kuti muraire vana venyu, vagochenjera kuita mashoko ose omurayiro uyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 32Dhuteronomi 32:46 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
akati, “Pfundirai mumwoyo yenyu mashoko ose aya andakupai nhasi uno kuti muti vana venyu vanyatsochengeta zvose zvinorehwa nomutemo uyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 32