Dhanieri 9:5-6
Dhanieri 9:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
takatadza tikaita zvakaipa. Takaita zvinhu zvakaipa uye takakumukirai; takatsauka tikava kure nemitemo nemirayiro yenyu. Hatina kuteerera varanda venyu vaprofita, vakataura muzita renyu kumadzimambo, machinda edu namadzibaba edu, uye nokuvanhu vose venyika.
Dhanieri 9:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
takatadza, takaita zvisakarurama nezvakashata, takakumukirai, tikatsauka pazvirevo zvenyu nezvamakarayira; hatina kuteererawo varanda venyu vaporofita, vakataura nezita renyu kuna madzimambo edu, namachinda edu, namadzibaba edu nokuvanhu vose venyika.
Dhanieri 9:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
takatadza, takaita zvakaipa, takakanganisa. Takapanduka tikatsaukana nemitemo nemirao yenyu. Hatina kuteerera varanda venyu vaporofita vaitaura nomuzita renyu kumadzimambo edu nokumachinda edu nokumadzibaba edu uye kuvanhu vose zvavo venyika iyoyi.
Dhanieri 9:5-6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
takatadza, takaita ɀisakarurama neɀakashata, takakumukirai, tikatsauka paɀireʋo ɀenyu neɀamakaraira; hatina‐kuterera ʋo ʋaranda ʋenyu ʋaprofita, ʋakataura nezita renyu kunamadzimambo eɗu, namacinda eɗu, namadziɓaɓa eɗu nokuʋanhu ʋose ʋenyika.
Dhanieri 9:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)