VaKorose 3:1-2
VaKorose 3:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvo, zvino, makamutswa pamwe chete naKristu, isai mwoyo yenyu pazvinhu zviri kumusoro, uko kugere Kristu kuruoko rworudyi rwaMwari. Isai pfungwa dzenyu pazvinhu zviri kumusoro, kwete pazvinhu zvenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo, kana makamutswa pamwechete naKristu, tsvakai zviri kumusoro, uko kuna Kristu, agere kurudyi rwaMwari. Fungai zviri kumusoro, musafunga zviri pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kana makamuka pamwechete naKristu kudai tswakai zviri kumusoro kuna Kristu kwaagere kurudyi rwaMwari. Isai mwoyo yenyu kune zvokudenga, kwete zvapasi pano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3