VaKorose 1:7
VaKorose 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Makazvidzidza kubva kuna Epafrodhitasi, muranda pamwe chete nesu anodikanwa, mushumuri akatendeka waKristu nokuda kwedu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
sokuzvidzidza kwamakaita kuna Epafurasi mushandipamwe nesu wapamwoyo. Mushandi akatendeka waKristu anomirira isu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
sezvamakadzidza kuna Epafirasi, muranda pamwechete nesu, anodikanwa, mushumiri akatendeka waKristu nokuda kwenyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1