VaKorose 1:22
VaKorose 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvino akakuyananisai nomuviri waKristu kubudikidza norufu kuti akuisei pamberi pake muri vatsvene, vasina chavanopomerwa uye makasunungurwa kubva pakupomerwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi zvino wakakuyananisai nomuviri wenyama yake, nokufa kwake, kuti akuisei pamberi pake muri vatsvene, musina mhosva, musingapomerwi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
akakuyananisai nomuviri wake wenyama nokufa kwaakaita kuti akutsvitsei kwaari muri vatsvene, vasina chinoshoreka uye vasina mhosva yavangapiwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1