VaKorose 1:20
VaKorose 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye kubudikidza naye ayananise kwaari zvinhu zvose, zvingava zvinhu zviri panyika kana zvinhu zviri kudenga, nokuita rugare kubudikidza neropa rake, rakateurwa pamuchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti naye ayananise zvinhu zvose kwaari, amboita rugare neropa rake rakaparadzirwa romuchinjikwa naiye, kunyange zviri panyika, kunyange zviri kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
uye kuti nemaari, ayananise zvinhu zvose naye. Achizviwadzanisa neropa romuchinjikwa wake, zvingave zviri pasi pano kana zviri kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1