Mabasa 5:38
Mabasa 5:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, panyaya iyi ndinokurayirai kuti: Regai vanhu ava vakadaro! Regai vaende! Nokuti kana kufunga kwavo kuri kwomunhu, kuchaguma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 5Mabasa 5:38 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndinoti kwamuri, musabata vanhu ava, muvarege, nokuti kana kufunga uku nebasa iri zviri zvavanhu, zvichaparadzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 5Mabasa 5:38 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pane zvanhasi izvi, ndinoti kwamuri, siyanai navanhu ava, varegei. Kana urongwa uhu nezvavari kuita zviri zvavanhu zvichakundikana
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 5