Mabasa 2:41
Mabasa 2:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Avo vakagamuchira shoko rake vakabhabhatidzwa, uye pazuva iro, vanhu vanenge zviuru zvitatu vakawedzerwa pauwandu hwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:41 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino avo vakagamuchira shoko rake, vakabhabhatidzwa; nezuva iro vanhu vanenge zviuru zvitatu vakawedzerwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:41 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saizvozvo avo vakagamuchira shoko rake vakaombekwa vakabva vawanziridzwa musi iwoyo navanhu vanosvika zviuru zvitatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2