Mabasa 2:33
Mabasa 2:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akasimudzirwa kuruoko rworudyi rwaMwari, akagamuchira kubva kuna Baba chipikirwa choMweya Mutsvene uye akadurura izvi zvamuri kuona nokunzwa iye zvino.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvino akati asimudzirwa kurudyi rwaMwari, apiwa naBaba chipikirwa chaMweya Mutsvene, akadurura izvi zvamunoona nezvamunonzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asumudzirwa kurudyi rwaMwari uye agamuchira kubva kuna Baba chitsidzo chaMweya Mutsvene, adururira zvamurikuona nokunzwa izvi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2