Mabasa 2:25
Mabasa 2:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dhavhidhi akataura nezvake achiti: “ ‘Ndakaona Ishe mberi kwangu nguva dzose. Nokuti ari kuruoko rwangu rworudyi, handingatongozungunuswi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Dhavhidhi akataura pamusoro pake, achiti, ‘Ndakaona Ishe pamberi pangu misi yose, Nokuti ari kurudyi rwangu, kuti ndirege kuzununguswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikonzero ndechokuti Dhavhidhi achitaura nezvake anoti: “Ndaiona Mwari ari pamberi pangu nguva dzose nokuti ari kurudyi kwangu kuti ndirege kuzunguzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2