Mabasa 10:2
Mabasa 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye nemhuri yake vakanga vakazvipira uye vaitya Mwari; aipa kwazvo kuna vanoshayiwa uye ainyengetera kuna Mwari nguva dzose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 10Mabasa 10:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
munhu, ainamata noaitya Mwari, iye naveimba yake yose, aipa vanhu zvipo zvizhinji, nokunyengetera kuna Mwari misi yose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 10Mabasa 10:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
munhu aitya Mwari pamwechete nemhuri yake yose aiva noruoko rwokupa kwazvo kuvanhu uye aigara achinamata kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 10