Mabasa 10:14
Mabasa 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Petro akapindura akati, “Zvirokwazvo kwete, Ishe! Handina kutongodya chinhu chisina kunaka kana chine tsvina.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 10Mabasa 10:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Petiro akati, “Kwete, Ishe, nokuti handina kutongodya chinhu chisakanaka, chine tsvina.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 10Mabasa 10:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Pita akati, “Kwete Tenzi nokuti handisati ndambodya zvinhu zvose zvose kana zvakan'ora.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 10