Mabasa 1:4
Mabasa 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pane imwe nguva, paakanga achidya navo, akavarayira achiti, “Musabva muJerusarema, asi mumirire chipo chakavimbiswa naBaba vangu, icho chamakandinzwa ndichitaura pamusoro pacho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 1Mabasa 1:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akavarayira, aungana navo, kuti varege kubva Jerusaremu, asi vagarire chipikirwa chaBaba, achiti, chiya chamakanzwa kwandiri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 1Mabasa 1:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakanga achinavo, akavati vasabve muJerusaremu asi kuti vamirire chitsidzo chaBaba chiya chavakanzwa achiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 1